Hazvireve-Oliver 'Tuku' Mtukudzi
DOLBY 杜比全景声 下载
臻品母带 下载
臻品全景声 下载
臻品音质
HIRES Hi-Res 下载
FLAC 无损flac 百度云网盘下载
APE 无损ape 格式下载
320MP3 极高mp3 歌曲下载
128MP3 标准mp3 百度网盘下载
192OGG 较高ogg 下载
192AAC 较高aac 下载
96AAC 标准aac 百度云下载
Loading...
TXT Hazvireve-Oliver 'Tuku' Mtukudzi 文本歌词
Hazvireve - Oliver 'Tuku' Mtukudzi
Hazvireve rudo handina
Hazvireve rudo handina mwanangu we
Rudo ndinarwo mwanangu
Hazvireve rudo handina ini
Hazvireve rudo handina mwanangu we
Rudo ndinarwo mwanangu
Mai vaiva mwana mudiki mudiki
Ini ndakanga ndichiri mwana mudiki
Hazvireve rudo handina newe mwanangu
Rudo ndinarwo mwanangu
Mai vaiva mwana mudiki mudiki
Ini ndakanga ndichiri mwana mudiki
Hazvireve rudo handina newe mwanangu
Rudo ndinarwo mwanangu
Mai vaiva mwana mudiki mudiki
Ini ndakanga ndichiri mwana mudiki
Hazvireve rudo handina newe mwanangu
Rudo ndinarwo mwanangu
Mai vaiva mwana mudiki mudiki
Ini ndakanga ndichiri mwana mudiki
Hazvireve rudo handina newe mwanangu
Rudo ndinarwo mwanangu
Maka yavepo takatukana kupopotana
Amai ndokuoneka
Popota kutukana nekuoneka
Mosva yavepo takatukana hokupopotana
Amai ndokuramwa
Popota kutukana nekuoneka
Gukupere nepore ndakatozonzwa nerunye rekupe
Hazvireve rudo handina newe mwanangu
Rudo ndinarwo mwanangu
Muku famba kwenguva ndakatozonzwa nerunye rekupe
Hazvireve rudo handina newe mwanangu
Rudo ndinarwo mwanangu
Takasanga panharara nharara
Ndika bvunza mai mwana aripii ko
Hazvireve rudo handina newe mwanangu
Rudo ndinarwo mwanangu
Takasanga panharara nharara
Ndika bvunza mai mwana anani ko
Hazvireve rudo handina newe mwanangu
Rudo ndinarwo mwanangu
Tichaonana tichaonana
Kana mwari vada zvarongeka
Hazvireve rudo handina newe mwanangu
Rudo ndinarwo mwanangu
Tichaonana tichaonana
Kana zvichinge zvarongeka mwari ada
Hazvireve rudo handina newe mwanangu
Rudo ndinarwo mwanangu
Hazvireve rudo handinai
Hazvireve rudo handina mwanangu we
Rudo ndinarwo mwanangu
Hazvireve rudo handina ini
Hazvireve rudo handina mwanangu we
Rudo ndinarwo mwanangu
Hazvireve-Oliver 'Tuku' Mtukudzi 推荐歌曲
Nhava专辑下载
(2004-10-25)