Kunze Kwadoka-Oliver Mtukudzi

歌手 : Oliver Mtukudzi
专辑 : Wonai
语种 : 英语
时长 : 05:29

DOLBY 杜比全景声 下载

臻品母带 下载

臻品全景声 下载

臻品音质

HIRES Hi-Res 下载

FLAC 无损flac 百度云网盘下载

APE 无损ape 格式下载

320MP3 极高mp3 歌曲下载

128MP3 标准mp3 百度网盘下载

192OGG 较高ogg 下载

192AAC 较高aac 下载

96AAC 标准aac 百度云下载

Loading...

TXT Kunze Kwadoka-Oliver Mtukudzi 文本歌词

Kunze Kwadoka - Oliver Mtukudzi
Nhai mwana wanga uripi unani
Nhai mwana wanga unani uripi
Nhai mwana wanga uripi unani
Nhai mwana wanga unani uripi
Perekedza mwana zuva ravira kundze kwadoka
Perekedza mwana perekedza mwana iwe zuva ravira kundze kwadoka
Perekedza mwanasikana perekedza sheri iyo zuravira kundze kwadoka
Nhai mwana wanga uripi unani
Nhai mwana wanga unani uripi
Nhai mwana wanga uripi unani
Nhai mwana wanga unani uripi
Perekedza mwana perekedza mwana iwe zuva ravira kundze kwadoka
Perekedza mwanasikana perekedza bhebhi iro zuva ravira kundze kwadoka
Mai vanoti mwana wangu wanga uripoko zuva ravira kundze kwadoka
Mai vanoti mwana wangu wanga unaniko zuva ravira kundze kwadoka
Perekedza mwana perekedza mwana iwe zuva ravira kundze kwadoka
Perekedza mwanasikana perekedza mwana uyu zuva ravira kundze kwadoka
Ndamba kuudzwa yaka onekwa nembonje zuva ravira kundze kwadoka
Ndamba kuudzwa yakaonekwa nembonje zuva ravira kunze kwadoka
Perekedza mwana perekedza mwana iwe zuva ravira kundze kwadoka
Perekedza mwanasikana perekedza mwana uyu zuva ravira kundze kwadoka
Nhai mwana wanga uripi unani
Zuva ravira kundze kwadoka
Nhai mwana wanga unani uripi
Zuva ravira kundze kwadoka
Nhai mwana wanga uripi unani
Zuva ravira kundze kwadoka
Nhai mwana wanga unani uripi
Zuravira kunze kwadoka