Masimba Mashoma-Oliver Mtukudzi
DOLBY 杜比全景声 下载
臻品母带 下载
臻品全景声 下载
臻品音质
HIRES Hi-Res 下载
FLAC 无损flac 百度云网盘下载
APE 无损ape 格式下载
320MP3 极高mp3 歌曲下载
128MP3 标准mp3 百度网盘下载
192OGG 较高ogg 下载
192AAC 较高aac 下载
96AAC 标准aac 百度云下载
Loading...
TXT Masimba Mashoma-Oliver Mtukudzi 文本歌词
Masimba Mashoma - Oliver Mtukudzi
Chisi chako masimba mashoma
Chisi chako masimba mashoma
Masimba mashoma
Hona kana mombe yekurongerwa
Ndeyekumamewa kari kenzira
Hona kana mombe yekuchengeteswa
Ndeyekumamewa kari kenzira
Chisi chako masimba mashoma
Masimba mashoma
Kutamba ne wairasa
Wairasa
Hona nyakurarama nechisi chake
Anodya asicheuka
Nyakurarama nechisi chake
Unoona anedya asicheuka
Chisi chako masimba mashoma
Masimba mashoma
Chisi chako masimba mashoma
Masimba mashoma
Hona kana mombe yekurongerwa
Ndeyekumamewa kari kenzira
Hona kana mombe yekuchengeteswa
Ndeyekumamewa kari kenzira
Kutamba ne wairasa
Wairasa
Masimba mashoma
Masimba mashoma
Kutamba ne wairasa
Wairasa
Masimba mashoma
Masimba mashoma
Masimba mashoma
Masimba mashoma
Kutamba ne wairasa
Wairasa
Masimba mashoma
Masimba Mashoma-Oliver Mtukudzi 推荐歌曲