Wauya Wauya Mucheki (Live)-Zimpraise
DOLBY 杜比全景声 下载
臻品母带 下载
臻品全景声 下载
臻品音质
HIRES Hi-Res 下载
FLAC 无损flac 百度云网盘下载
APE 无损ape 格式下载
320MP3 极高mp3 歌曲下载
128MP3 标准mp3 百度网盘下载
192OGG 较高ogg 下载
192AAC 较高aac 下载
96AAC 标准aac 百度云下载
Loading...
TXT Wauya Wauya Mucheki (Live)-Zimpraise 文本歌词
Wauya Wauya Mucheki mukuru;
Vanhu vachaona Ishe wokudenga.
Vanogozomutswa vari kumakuva;
Avo vovonekwe vose pakachena.
Zvinhu zvatinoona zvose zvichatsva,
Makomo mapako zvichanyongodeka.
Zuva richadzimwa, mwedzi uchapera,
Vakaipa vachashaiwa pokuvanda.
Mucheki wosvika nehondo huru
Hondo inouya yavanyai vedenga
Nameso omucheki mukuru aone,
Zvinhu zvakavanda, zvinhu zvakaipa.
Vatadzi vanova nokutya kukuru,
Vanogodedera pameso’mucheki.
Vasakarurama vachazoparadzwa,
Vaiswe munzvimbo yokutambudzika.
Regai zvakaipa, mutye mururame,
Munzwe inzwi raShe, munamate mose.
Zviteurirei, mutsvake netsitsi,
Inguva nazvino,
Uayi mugamuchire.
Wauya Wauya Mucheki (Live)-Zimpraise 推荐歌曲
Hymns Night: Uncovering Ancient Wells (Live)专辑下载
(2015-07-10)