Bvunza Tinzwe-Killer T
DOLBY 杜比全景声 下载
臻品母带 下载
臻品全景声 下载
臻品音质
HIRES Hi-Res 下载
FLAC 无损flac 百度云网盘下载
APE 无损ape 格式下载
320MP3 极高mp3 歌曲下载
128MP3 标准mp3 百度网盘下载
192OGG 较高ogg 下载
192AAC 较高aac 下载
96AAC 标准aac 百度云下载
Loading...
TXT Bvunza Tinzwe-Killer T 文本歌词
Bvunza Tinzwe - Killer T
Oskid
Oooh bvunza tinzwe
Oooh bvunza tinzwe
Ndinoda kubvunza kuna Ishe wangu
Bvunza tinzwe
Ndinoda kubvunza kuna Ishe wangu
Bvunza tinzwe
Jehovah mukandipindura matondigonera
Bvunza tinzwe
Nevese vatori panapa vanoda mhinduro
Bvunza tinzwe
Zvainzi nyika ichaguma Mwari wangu ndezvechokwadi here
Vese vakafa Mwari wangu vanenge vachitiona here
Ko Baba pandinotambura munondina here
Vese vakafa Mwari wangu vachadzoka here
Ndinoda kubvunza kuna Ishe wangu
Bvunza tinzwe
Ndinoda kubvunza kuna Ishe wangu
Bvunza tinzwe
Jehovah mukandipindura matondigonera
Bvunza tinzwe
Nevese vatori panapa vanoda mhinduro
Bvunza tinzwe
Takangomira ndoda kuziva
Patinoviga munhu akuvara anopora here
Mukoma takavaviga nesuit vachinayo here
Ko hwahwa hwavaifarira muri kuvapa here
Vese vakanditadzira Baba vachaenda kuGehenna here
Vakafa vaine mari kana vakudenga vanenge vachinayo here
Ko amai vangu kana ndozouya vachandiziva here
Ko akafa nezvirwere kana vakudenga vanenge vachinazvo here
Ndinoda kubvunza kuna Ishe wangu
Bvunza tinzwe
Ndinoda kubvunza kuna Ishe wangu
Bvunza tinzwe
Jehovah mukandipindura matondigonera
Bvunza tinzwe
Nevese vatori panapa vanoda mhinduro
Bvunza tinzwe
Zvainzi nyika ichaguma Mwari wangu ndezvechokwadi here
Vese vakafa Mwari wangu vanenge vachitiona here
Ko Baba pandinotambura munondina here
Vese vakafa Mwari wangu vachadzoka here
Ndinoda kubvunza kuna Ishe wangu
Bvunza tinzwe
Ndinoda kubvunza kuna Ishe wangu
Bvunza tinzwe
Jehovah mukandipindura matondigonera
Bvunza tinzwe
Nevese vatori panapa vanoda mhinduro
Bvunza tinzwe
Ndinoda kubvunza kuna Ishe wangu
Bvunza tinzwe
Ndinoda kubvunza kuna Ishe wangu
Bvunza tinzwe
Jehovah mukandipindura matondigonera
Bvunza tinzwe
Nevese vatori panapa vanoda mhinduro
Bvunza tinzwe
Bvunza tinzwe
Bvunza tinzwe
Bvunza Tinzwe-Killer T 推荐歌曲
Chairman, Vol. 1专辑下载
(2017-04-28)