Mwana Wevhu-Kae Chaps/Powered by Zeb Tsikira

专辑 : Mwana Wevhu
语种 : 纯音乐
时长 : 02:33

DOLBY 杜比全景声 下载

臻品母带 下载

臻品全景声 下载

臻品音质

HIRES Hi-Res 下载

FLAC 无损flac 百度云网盘下载

APE 无损ape 格式下载

320MP3 极高mp3 歌曲下载

128MP3 标准mp3 百度网盘下载

192OGG 较高ogg 下载

192AAC 较高aac 下载

96AAC 标准aac 百度云下载

Loading...

TXT Mwana Wevhu-Kae Chaps/Powered by Zeb Tsikira 文本歌词

No, No, No
No one is coming to save you
(No one is coming to save you)
Ingori one haisi two
Ukachipotsa watonyura
Kanda ka prayer uchimuka
Nhamo ndiyo inondimutsa
Asi Mwari ndewe munhu wese
I pray kuti usamutsveta
Taura zvishoma, more action
And learn to seize every moment coz...
No one is coming to save you
It's gon' be you all the way
(It's gon' be...)
Ngaasakotsire, just pray awya the blues
Jah Jah with you all way
(All the way...)
Pakutongoda vakazvipira
Pakutoda asina matyira
Zve salad chimozvimira, yapindirwa na Zeb Tsikira
Abva anditi, abva anditi, mwana wevhu, wevhu
Gara wachangamuka, mwana wevhu, wevhu
Gara wachangamuka
Easy life haisi nyore, chausina kupiwa usatore
And anditi mwana wevhu, wevhu gara wachangamuka
Sometimes, uno feeler low
Itori kete itori bho, tiri venyama isu bro
Zvinomborwadza ita slow,
But zviri nani kusvika 50 sha, pane kuzoshaya peace of mind
Shandisa maoko awakapiwa iwaya,
Hapana munhu akasikwa newaya and no one is coming to save you
It's gonna be you all the way,
Ngaasakotsire just pray away the blues, Jah Jah newe all the way
Pakutongoda vakazvipira
Pakutoda asina matyira
Zvechi izvi salad chimozvimira
Yapindirwa na Zeb Tsikira
Abva anditi, abva anditi, mwana wevhu, wevhu
Gara wachangamuka, mwana wevhu, wevhu
Gara wachangamuka
Easy life haisi nyore, chausina kupiwa usatore
And anditi mwana wevhu, wevhu gara wachangamuka
Mwana Wevhu

Mwana Wevhu专辑下载

(2021-10-16)