Rugare-Buffalo Souljah/Winky D
DOLBY 杜比全景声 下载
臻品母带 下载
臻品全景声 下载
臻品音质
HIRES Hi-Res 下载
FLAC 无损flac 百度云网盘下载
APE 无损ape 格式下载
320MP3 极高mp3 歌曲下载
128MP3 标准mp3 百度网盘下载
192OGG 较高ogg 下载
192AAC 较高aac 下载
96AAC 标准aac 百度云下载
Loading...
TXT Rugare-Buffalo Souljah/Winky D 文本歌词
Rugare - Buffalo Souljah/Winky D
Lyrics by:Wallace Chirimuko/Thabani Ndlovu
Composed by:Thabani Ndlovu
Gafa na Buffalo buffalo buffalo
Chi chi xtra xtra xtra
Rugare huya kuno huya kuno huya kuno
Ndoda kurarama kamwe ka life
Rugare huya kuno
Masango matema fanika night
Ndakutsvaka kwese ndaenda ndaenda
Hapana kwandisati ndaenda ndaenda
Ishe tenzi dai mavheneka mavheneka
Kwandinofamba dai kwaendeka
Rugare huya huya huye
Rugare huya huya huye
Chimbondinyemudzira hupenyu hwacho
Hona godo vanaChiyangwa
Kune chiedza ndiwe ma kuseni acho
Vamwe ndovarikuti uri joza joza
Huya pachena kuno tofa
Ndoda ku driver wo Rover Rover Rover
Ndaneta nekufamba netsoka
Chiona nhasi ndakunyora chichemo
Ndakutofamba nevano tyora mitemo
Chimbondinyemudzira hupenyu hwacho
Hona godo vanaChiyangwa
Chiona nhasi ndakunyora chichemo
Gafa na Buffalo
Rugare huya kuno
Ndoda kurarama kamwe ka life
Rugare huya kuno
Masango matema fanika night
Ndakutsvaka kwese ndaenda ndaenda
Hapana kwandisati ndaenda
Ishe tenzi dai mavheneka mavheneka
Kwandinofamba dai kwaendeka
Rugare huya huya huye
Rugare huya huya huye
Dai wauya rugare rugare waita kuti ndifare ndifare
Ndipe nguva rugare rugare matambudziko anyare anyare
Ukango uya zvangu zvafaya zvafaya
Chingonditora kwese tobaya tobaya
Chindiunzira zvandinoshaya zvandinoshaya
Mabasa emaoko ndo tryer
Dai wauya rugare
Dai wauya rugare rugare
Rugare huya kuno
Ndoda kurarama kamwe ka life
Rugare huya kuno
Masango matema fanika night
Ndakutsvaka kwese ndaenda ndaenda
Hapana kwandisati ndaenda ndaenda
Ishe tenzi dai mavheneka mavheneka
Kwandinofamba dai kwaendeka
Rugare huya huya huya
Rugare huya huya huya
Rugare huya kuno
Ndoda kurarama kamwe ka life
Rugare huya kuno
Masango matema fanika night
Ndakutsvaka kwese ndaenda ndaenda
Hapana kwandisati ndaenda ndaenda
Ishe tenzi dai mavheneka mavheneka
Kwandinofamba dai kwaendeka
Rugare huya huya huya
Rugare huya huya huya
Huya huya
Huya huya